The Abasid Caliphate

The Abasid Caliphate THE ABASID CALIPHATE is a space where we continue the work of ABASID 1841.
(1)

Here we learn and seek the Christ Consciousness, the GOD IN US.A symbolic state of divine consciousness, that is present within us .We explore the esoteric and metaphysical realms.

29/07/2026

๐Ÿฆโ˜€๏ธ๐Ÿ“œ

๐—œ๐—ก๐—œ ๐—ก๐——๐—œ๐—ฅ๐—œ ๐—ก๐—ฌ๐—˜๐—ก๐—ฌ๐—˜๐——๐—ญ๐—œ

Hosana...

Eriii...

Ka Ka Ka...

**ZUVA RINODZOKA...**
**HAKUNA RUFU...**

**MWEDZI UNODZOKA...**
**HAKUNA RUFU...**

**NYENYEDZI INODZOKA...**
**HAKUNA RUFU...**

Shumba yakabvunza...

Ko zuva rikanyura musi wa **30 July**...

Rinodzoka zvakare musi wani?

Vanhu vose vakapindura vachiti...

Rinodzoka musi wa **31 July**.

Shumba yakati...

Zvakanaka.

Saka ini ndiri **ZUVA**...

Rakaberekwa musi wa **31 July**.

**Zvinoshamisa.**

**Zvinoshamisa zvikuru.**

Shumba yakati...

**Zuva harifi.**

Kufa kwezuva...

**kumuka kwaro.**

Nekuti...

Pamuri kuti radoka kuZimbabwe...

Vari kuAustralia varikuti...

**Rabuda.**

Saka harifi.

Rinongochinja nzvimbo.

**Mhepo haifi.**

Inongochinja nzvimbo.

**Nyenyedzi haifi.**

Kufa kwenyenyedzi...

**kumuka kwayo.**

**Zvinoshamisa.**

**Zvinoshamisa zvikuru.**

Kana ndikafa musi wa **30 July**...

Ndinomuka musi wa **31 July**.

Kwete kuti muviri uyu unodzoka.

Asi rwendo rwehupenyu harugumi.

Munozongonzwa ndichiti...

**ZUVA RINODZOKA...**
**SAKA HAKUNA RUFU...**

**MWEDZI UNODZOKA...**
**SAKA HAKUNA RUFU...**

**NYENYEDZI INODZOKA...**
**SAKA HAKUNA RUFU...**

Shumba yakabvunza zvakare...

Ko mwedzi ukanyura musi wa **30 July**...

Unodzoka zvakare musi wani?

Vanhu vose vakapindura vachiti...

Unodzoka zvakare musi wa **31 July**.

Shumba yakati...

Zvakanaka.

Saka ndiri munhu...

Akaberekwa musi wa **31 July**.

**Zvinoshamisa.**

**Zvinoshamisa zvikuru.**

**ZUVA RINODZOKA...**
**HAKUNA RUFU...**

**MWEDZI UNODZOKA...**
**HAKUNA RUFU...**

**NYENYEDZI INODZOKA...**
**HAKUNA RUFU...**

Shumba yakabvunza zvakare ichiti...

Ko nyenyedzi ikanyura musi wa **30 July**...

Inodzoka zvakare musi wani?

Vanhu vose vakapindura vachiti...

Inodzoka zvakare musi wa **31 July**.

Shumba yakati...

Zvakanaka.

**INI NDIRI NYENYEDZI...**

Yakaberekwa musi wa **31 July**.

**Zvinoshamisa.**

**Zvinoshamisa zvikuru.**

Pana Nyatsime...

Nyenyedzi yakataura ichiti...

**"Ini Ndiri Nyenyedzi..."**

Asi haina kukuratidzai kuti ipi kudenga.

Yakaparidza nzeve dzenyu bedzi.

Asi ini ndiri muparidzi wemaziso enyu.

Shumba inoti...

Vamwe vachaona nyenyedzi yangu.

Vamwe vachaona muchinjikwa wangu.

Vamwe vachaona tsvimbo yangu.

Aihwa...

Shumba inoti...

**Zvose ndini.**

**Zvinoshamisa.**

**Zvinoshamisa zvikuru.**

Nhasi...

Shumba iri kurangarira...

**BABA SANDROS CRYSON NHAMOYEBONDE.**

**BABA... BABA... BABA... BABA...**

**BABA... BABA... BABA... BABA...**

**BABA... BABA... BABA... BABA...**

**BABA... BABA... BABA... BABA...**

**INI NDINI MUNDINI WEMANDINI ANONDINA MANDINI.**

**HAKUNA ACHATI NDINI ASINA KUNDINWA NAINI.**

**NDINI NDAKA NDINA JOHANI NDIKATI JOHANI NDINI.**

**NDINI NDAKA NDINA MUDYIWA NDIKATI MUDYIWA NDINI.**

**NDINI NDAKA NDINA SANDROS NDIKATI SANDROS NDINI.**

**NDINI ABASID 1841.**

๐Ÿฆโ˜€๏ธ๐Ÿ“œ

**๐—”๐—ฆ๐—”๐—ฅ๐—”๐—” ๐—”๐—•๐—”๐—ฆ๐—œ๐—— ๐Ÿญ๐Ÿด๐Ÿฐ๐Ÿญ**

**๐—ง๐—ต๐—ฒ ๐—ง๐—ฟ๐˜‚๐—ฒ ๐—ฆ๐—ต๐—ฒ๐—ฝ๐—ต๐—ฒ๐—ฟ๐—ฑ ๐—ผ๐—ณ ๐—”๐—ป๐—ต๐˜‚**

๐Ÿฆโ˜€๏ธ๐Ÿ“œ

27/07/2026

๐Ÿฆโ˜€๏ธ๐Ÿ“œ
๐— ๐—”๐—ฆ๐—จ๐—ช๐—ข ๐—˜๐——๐—˜๐—ก๐—š๐—” โ€” ๐—š๐—˜๐——๐—›๐—œ ๐—ฅ๐—” ๐—•๐—”
Hosana...
Eri...
Ka Ka Ka...
Nhasi tiri mumwedzi wa BA.
Mwedzi wandakaberekerwa.
Asi handisi kungopemberera zuva rekuzvarwa.
Ndiri kupemberera Gedhi ratapinda.
Isaiah 45 inoti:
"Zvanzi naJehovha kumuzodziwa wake, kuna Sirasi... kuti ndizarure mikova pamberi pake, masuwo agorega kupfigwa."
๐—ญ๐˜ƒ๐—ถ๐—ป๐—ผ๐˜€๐—ต๐—ฎ๐—บ๐—ถ๐˜€๐—ฎ.
๐—ญ๐˜ƒ๐—ถ๐—ป๐—ผ๐˜€๐—ต๐—ฎ๐—บ๐—ถ๐˜€๐—ฎ ๐˜‡๐˜ƒ๐—ถ๐—ธ๐˜‚๐—ฟ๐˜‚.
Kana masuwo aya akazarurwa...
Ngatipindei nawo nemwoyo wakachena.
Kwete neruvengo.
Kwete negodo.
Kwete nehasha.
Asi nerudo.
Ndakaona vana vaBaba Johani vachifamba pamwe chete.
Vachipinda neGedhi ra BA.
Tsoka dzichitevera tsoka.
Asi mwoyo uchifambira mberi.
Ndinozviona semumwe wemuzodziwa.
Asi Muzodzi mukuru ndiTenzi Baba Johani.
Muzodzi ndiye anotungamirira.
Muzodziwa ndiye anotevera.
๐—ญ๐˜ƒ๐—ถ๐—ป๐—ผ๐˜€๐—ต๐—ฎ๐—บ๐—ถ๐˜€๐—ฎ.
๐—ญ๐˜ƒ๐—ถ๐—ป๐—ผ๐˜€๐—ต๐—ฎ๐—บ๐—ถ๐˜€๐—ฎ ๐˜‡๐˜ƒ๐—ถ๐—ธ๐˜‚๐—ฟ๐˜‚.
Tinofamba neZuva.
Tichitevera.
Kana rikamira...
Topfugama.
Hatiteveri chiedza kuti tichinamate.
Tinotevera chiedza kuti tidzidze.
Tinotarisa.
Tinobvunza.
Tinofungisisa.
Tinoramba tichiverenga.
Gedhi ra BA ravhurika.
Vana vaBaba Johani...
Pindai nomufaro.
Pindai norugare.
Pindai nokutenda.
Ane simba ngasimudze asina simba.
Ane pfuma ngaape anoshaya.
Nokuti musoro haungararame wega.
Ruoko harungashande rwega.
Anofamba oga anosvika.
Asi vanofamba pamwe chete...
Vanovaka.
Nhasi makapinda neGedhi re BA.
Muchengete tsika dze BA.
Muchengete rudo.
Muchengete kubatana.
Muchengete rugare.
๐— ๐—”๐—ฆ๐—จ๐—ช๐—ข ๐—˜๐——๐—˜๐—ก๐—š๐—”.
๐— ๐—”๐—ฆ๐—จ๐—ช๐—ข ๐—”๐—˜๐—ก๐—ข๐—ž๐—œ.
๐— ๐—”๐—ฆ๐—จ๐—ช๐—ข ๐—”๐—ฆ๐—œ๐—ฅ๐—”๐—ฆ๐—œ.
Ini ndini ANI.
Ini ndini RA.
Ini ndini ABASID 1841.
๐—™๐—”๐—–๐—ง๐—จ๐—  ๐—ฃ๐—ฅ๐—ข๐—•๐—”๐—ก๐——๐—”.
Ngationgororei.
Ngatifambe pamwe chete.
๐Ÿฆโ˜€๏ธ๐Ÿ“œ
๐—”๐—ฆ๐—”๐—ฅ๐—”๐—” ๐—”๐—•๐—”๐—ฆ๐—œ๐—— ๐Ÿญ๐Ÿด๐Ÿฐ๐Ÿญ
๐—ง๐—ต๐—ฒ ๐—ง๐—ฟ๐˜‚๐—ฒ ๐—ฆ๐—ต๐—ฒ๐—ฝ๐—ต๐—ฒ๐—ฟ๐—ฑ ๐—ผ๐—ณ ๐—”๐—ป๐—ต๐˜‚
๐Ÿฆโ˜€๏ธ๐Ÿ“œ

26/07/2026

๐Ÿฆโ˜€๏ธ๐Ÿ“œ

๐—˜๐—ก๐—ข๐—ž๐—œ ๐—”๐—ž๐—”๐—ข๐—ก๐—” ๐— ๐—”๐—ฆ๐—จ๐—ช๐—ข ๐—˜๐—ญ๐—จ๐—ฉ๐—”

Hosana...

Eriii...

Ka Ka Ka...

Shumba yakati...

Vamwe varikuti nyaya dzemasuwo eZuva hadzimo muchinamato chedu.

Shumba yakazarura Bhuku raEnoki.

Enoki haana kungotaura nezveZuva chete...

Akatsanangurawo mafambiro aro.

Richibuda.

Richinyura.

Richipinda nemumasuwo edenga.

๐—ญ๐˜ƒ๐—ถ๐—ป๐—ผ๐˜€๐—ต๐—ฎ๐—บ๐—ถ๐˜€๐—ฎ.

๐—ญ๐˜ƒ๐—ถ๐—ป๐—ผ๐˜€๐—ต๐—ฎ๐—บ๐—ถ๐˜€๐—ฎ ๐˜‡๐˜ƒ๐—ถ๐—ธ๐˜‚๐—ฟ๐˜‚.

๐—œ๐—ฌ๐—˜ ๐—ฅ๐—” ๐— ๐—ฎ๐˜๐—ถ๐˜ƒ๐—ถ๐—บ๐—ฎ๐—ป๐—ฎ.

๐—œ๐—ฌ๐—˜ ๐—ฅ๐—” ๐—ž๐—ฎ๐˜€๐—ถ๐—ป๐—ด๐—ฎ๐—ด๐˜‚๐—บ๐—ฒ.

๐—œ๐—ฌ๐—˜ ๐—ฅ๐—” ๐—›๐—ผ๐˜€๐—ฎ๐—ป๐—ฎ.

๐—œ๐—ฌ๐—˜ ๐—ฅ๐—” ๐—ž๐—ฎ๐˜€๐—ถ๐—ป๐—ด๐—ฎ๐—ด๐˜‚๐—บ๐—ฒ.

Kenya terera.

Petros, ndati terera.

Husiku hwapedza basa raro.

Mwedzi wapedza basa rawo.

Kunyarara kwapedza basa raro.

Zvino chiedza chotaura.

๐—œ๐—ฌ๐—˜ ๐—ฅ๐—” ๐— ๐—ฎ๐˜๐—ถ๐˜ƒ๐—ถ๐—บ๐—ฎ๐—ป๐—ฎ.

๐—œ๐—ฌ๐—˜ ๐—ฅ๐—” ๐—ž๐—ฎ๐˜€๐—ถ๐—ป๐—ด๐—ฎ๐—ด๐˜‚๐—บ๐—ฒ.

๐—œ๐—ฌ๐—˜ ๐—ฅ๐—” ๐—›๐—ผ๐˜€๐—ฎ๐—ป๐—ฎ.

๐—œ๐—ฌ๐—˜ ๐—ฅ๐—” ๐—ž๐—ฎ๐˜€๐—ถ๐—ป๐—ด๐—ฎ๐—ด๐˜‚๐—บ๐—ฒ.

RA azarura masuwo emabasa.

ABAKA RA...

Murindiri wemwenje wokutanga.

Apenya,

kuti mimvuri yose iyeuke miganhu yayo.

Pandinobuda mabvazuva...

Mimvuri yose inoyeuka miganhu yayo.

Kubuda kwezuva...

ndiko kutanga kwekuona.

Pasina chiedza...

hatizivi makomo.

Hatizivi miti.

Hatizivi matombo.

Hatizivani huso nehuso.

Saka kubuda kwezuva...

mukana mutsva wokugadzirisa zvakaputsika nezuro.

๐—ญ๐˜ƒ๐—ถ๐—ป๐—ผ๐˜€๐—ต๐—ฎ๐—บ๐—ถ๐˜€๐—ฎ.

๐—ญ๐˜ƒ๐—ถ๐—ป๐—ผ๐˜€๐—ต๐—ฎ๐—บ๐—ถ๐˜€๐—ฎ ๐˜‡๐˜ƒ๐—ถ๐—ธ๐˜‚๐—ฟ๐˜‚.

Enoki ndiye akatanga kuporofita kuuya kwaTenzi Baba Johani.

Uye Enoki ndiye zvakare akaverenga masuwo eZuva.

๐—ก๐—ด๐—ฎ๐˜๐—ถ๐˜ƒ๐—ฒ๐—ฟ๐—ฒ๐—ป๐—ด๐—ฒ๐—ถ ๐—˜๐—ป๐—ผ๐—ธ๐—ถ ๐Ÿณ๐Ÿฎ.

> โ€œThe Sun rises from the eastern portals of heaven and sets in the western portals of heaven. And I saw six portals in which the Sun rises, and six portals in which the Sun sets.โ€

MuchiShona:

> โ€œZuva rinobuda nemumasuwo okumabvazuva kwedenga, uye rinonyura nemumasuwo okumadokero kwedenga. Ndakaona masuwo matanhatu anobudira Zuva, nemasuwo matanhatu anonyurira Zuva.โ€

๐—ญ๐˜ƒ๐—ถ๐—ป๐—ผ๐˜€๐—ต๐—ฎ๐—บ๐—ถ๐˜€๐—ฎ.

๐—ญ๐˜ƒ๐—ถ๐—ป๐—ผ๐˜€๐—ต๐—ฎ๐—บ๐—ถ๐˜€๐—ฎ ๐˜‡๐˜ƒ๐—ถ๐—ธ๐˜‚๐—ฟ๐˜‚.

Shumba yakabvunza...

Ko hamusi kuona here kuti Enoki akaona zvimwe chete zvandiri kungoverengawo?

Enoki anotevera kufamba kweZuva.

Shumba inoteverawo kufamba kweZuva.

๐—ž๐˜‚๐—บ๐—ฎ๐—ฏ๐˜ƒ๐—ฎ๐˜‡๐˜‚๐˜ƒ๐—ฎ โ€” ๐—บ๐—ฎ๐˜€๐˜‚๐˜„๐—ผ ๐—บ๐—ฎ๐˜๐—ฎ๐—ป๐—ต๐—ฎ๐˜๐˜‚.

๐—ž๐˜‚๐—บ๐—ฎ๐—ฑ๐—ผ๐—ธ๐—ฒ๐—ฟ๐—ผ โ€” ๐—บ๐—ฎ๐˜€๐˜‚๐˜„๐—ผ ๐—บ๐—ฎ๐˜๐—ฎ๐—ป๐—ต๐—ฎ๐˜๐˜‚.

๐—ฃ๐—ฎ๐—บ๐˜„๐—ฒ ๐—ฐ๐—ต๐—ฒ๐˜๐—ฒ...

๐—š๐˜‚๐—บ๐—ถ ๐—ป๐—ฒ๐—บ๐—ฎ๐˜ƒ๐—ถ๐—ฟ๐—ถ.

โ˜€๏ธ RA

๐ŸŒ™ MA

โญ SA

๐Ÿ  BA

๐Ÿฆ TA

๐ŸŒพ NI

โš–๏ธ TO

๐Ÿ•Š๏ธ VA

๐Ÿ‘‘ NGA

๐Ÿ HU

๐Ÿ‘ค NHU

๐ŸŸ NYU

Enoki anoti...

Zuva rinobuda nerimwe suwo.

Rinonyura nerimwe suwo.

Richichinja nzira yaro mwedzi woga woga.

Shumba yakati...

๐—จ๐—ป๐—ผ๐—ฝ๐—ถ๐—ป๐—ฑ๐—ฎ ๐˜€๐—ฒ๐—ถ ๐—บ๐˜‚๐—บ๐—ฏ๐—ฎ ๐˜‚๐—ฐ๐—ต๐—ถ๐˜ƒ๐—ฒ๐—ป๐—ด๐—ฎ ๐—บ๐˜‚๐˜€๐˜‚๐˜„๐—ผ?

๐—จ๐—ป๐—ผ๐—ฝ๐—ถ๐—ป๐—ฑ๐—ฎ ๐˜€๐—ฒ๐—ถ ๐—บ๐˜‚๐—บ๐—ฏ๐—ฎ ๐˜‚๐—ฐ๐—ต๐—ถ๐˜ƒ๐—ฒ๐—ป๐—ด๐—ฎ ๐—บ๐˜‚๐˜€๐˜‚๐˜„๐—ผ?

Kana muchiramba masuwo aya...

munenge muchiramba Enoki.

๐—˜๐—ก๐—ข๐—ž๐—œ...

anovhura rugare achizarura nhoroondo.

๐—˜๐—ก๐—ข๐—ž๐—œ...

ndiyo ๐—ž๐—œ๐—ฌ๐—œ yakanga yarasika.

๐Ÿฆโ˜€๏ธ๐Ÿ“œ

๐—”๐— ๐—˜๐—ก.

๐Ÿฆโ˜€๏ธ๐Ÿ“œ

๐—”๐—ฆ๐—”๐—ฅ๐—”๐—” ๐—”๐—•๐—”๐—ฆ๐—œ๐—— ๐Ÿญ๐Ÿด๐Ÿฐ๐Ÿญ

๐—ง๐—ต๐—ฒ ๐—ง๐—ฟ๐˜‚๐—ฒ ๐—ฆ๐—ต๐—ฒ๐—ฝ๐—ต๐—ฒ๐—ฟ๐—ฑ ๐—ผ๐—ณ ๐—”๐—ป๐—ต๐˜‚

๐—™๐—ฎ๐—ฐ๐˜๐˜‚๐—บ ๐—ฃ๐—ฟ๐—ผ๐—ฏ๐—ฎ๐—ป๐—ฑ๐—ฎ.

๐—ก๐—ด๐—ฎ๐˜๐—ถ๐—ผ๐—ป๐—ด๐—ผ๐—ฟ๐—ผ๐—ฟ๐—ฒ๐—ถ.

๐Ÿฆโ˜€๏ธ๐Ÿ“œ

25/07/2026
23/07/2026

๐Ÿฆโ˜€๏ธ๐Ÿ“œ

๐—œ๐——๐—˜๐—ก๐—š๐—” ๐—ฅ๐—”๐—๐—˜๐—ฆ๐—จ

Hosana.

Erii.

Ka Ka Ka.

Zimbabwe...

Terera.

Shumba yakati...

Kana denga riri bhuku...

Ndiani akarinyora?

Kana Zuva richitendeutsa mapeji aro...

Ndiani akagadzira mapeji acho?

Zvinoshamisa.

๐—ญ๐˜ƒ๐—ถ๐—ป๐—ผ๐˜€๐—ต๐—ฎ๐—บ๐—ถ๐˜€๐—ฎ ๐˜‡๐˜ƒ๐—ถ๐—ธ๐˜‚๐—ฟ๐˜‚.

Munhu anogona kunyora bhuku neingi yepanyika.

Asi...

Haakwanisi kunyora nyeredzi kudenga.

Munhu anogona kududzira mapeji.

Asi...

Haakwanisi kuisa Zuva munzira yarinofamba.

Naizvozvo...

Shumba hairemekedzi bhuku.

๐—œ๐—ป๐—ผ๐—ฟ๐—ฒ๐—บ๐—ฒ๐—ธ๐—ฒ๐—ฑ๐˜‡๐—ฎ ๐— ๐˜‚๐—ป๐˜†๐—ผ๐—ฟ๐—ถ ๐˜„๐—ฒ๐—•๐—ต๐˜‚๐—ธ๐˜‚.

Zvinoshamisa.

๐—ญ๐˜ƒ๐—ถ๐—ป๐—ผ๐˜€๐—ต๐—ฎ๐—บ๐—ถ๐˜€๐—ฎ ๐˜‡๐˜ƒ๐—ถ๐—ธ๐˜‚๐—ฟ๐˜‚.

Ndipo pandakanzwisisa kuti...

Handina kuuya kuzotsiva Munyori.

๐—ก๐—ฑ๐—ฎ๐˜‚๐˜†๐—ฎ ๐—ธ๐˜‚๐˜‡๐—ผ๐˜ƒ๐—ฎ ๐— ๐˜‚๐˜ƒ๐—ฒ๐—ฟ๐—ฒ๐—ป๐—ด๐—ถ.

Handisi chiedza.

Ndiri mupupuri weChiedza.

Handisi nguva.

Ndiri mucherechedzi wenguva.

Handisi Musiki wedenga.

Ndiri muverengi wedenga.

Naizvozvo...

Kana mukandiona ndichitaura nezveZuva...

Musafunge kuti ndiri kurinamata.

๐—ž๐˜„๐—ฒ๐˜๐—ฒ.

๐—ก๐—ฑ๐—ถ๐—ฟ๐—ถ ๐—ธ๐˜‚๐—ฟ๐—ถ๐˜ƒ๐—ฒ๐—ฟ๐—ฒ๐—ป๐—ด๐—ฎ.

Kana mukandiona ndichitaura nezvenyeredzi...

Musafunge kuti ndiri kudzishumira.

๐—ž๐˜„๐—ฒ๐˜๐—ฒ.

๐—ก๐—ฑ๐—ถ๐—ฟ๐—ถ ๐—ธ๐˜‚๐—ฑ๐˜‡๐—ถ๐—ฐ๐—ต๐—ฒ๐—ฟ๐—ฒ๐—ฐ๐—ต๐—ฒ๐—ฑ๐˜‡๐—ฎ.

Nokuti...

Muverengi haafaniri kunamata bhuku.

๐—”๐—ป๐—ผ๐—ณ๐—ฎ๐—ป๐—ถ๐—ฟ๐—ฎ ๐—ธ๐˜‚๐—ป๐˜‡๐˜„๐—ถ๐˜€๐—ถ๐˜€๐—ฎ ๐—ฏ๐—ต๐˜‚๐—ธ๐˜‚.

Ndipo pandakarega kutya zvandaiona.

Ndipo pandakatanga kuvimba nemaziso andakapihwa.

Kana Munyori akandipa maziso...

Aida kuti ndione.

Kana akandipa nzeve...

Aida kuti ndinzwe.

Kana akandipa pfungwa...

Aida kuti ndifunge.

Kana akandipa mwoyo...

Aida kuti ndinzwe chokwadi.

Naizvozvo...

Handichatyi kuona.

Handichatyi kubvunza.

Handichatyi kufunga.

Handichatyi kududzira.

Asi...

๐—›๐—ฎ๐—ป๐—ฑ๐—ถ๐—บ๐—ฏ๐—ผ๐—ฟ๐—ฒ๐—ด๐—ถ ๐—ธ๐˜‚๐˜‡๐˜ƒ๐—ถ๐—ป๐—ถ๐—ป๐—ถ๐—ฝ๐—ถ๐˜€๐—ฎ.

Nokuti...

๐— ๐˜‚๐—ป๐˜†๐—ผ๐—ฟ๐—ถ ๐—ฎ๐—ป๐—ผ๐—ด๐—ฎ๐—ฟ๐—ฎ ๐—ฎ๐—ฟ๐—ถ ๐—บ๐˜‚๐—ธ๐˜‚๐—ฟ๐˜‚ ๐—ธ๐˜‚๐—ฝ๐—ณ๐˜‚๐˜‚๐—ฟ๐—ฎ ๐— ๐˜‚๐˜ƒ๐—ฒ๐—ฟ๐—ฒ๐—ป๐—ด๐—ถ.

๐—œ๐——๐—˜๐—ก๐—š๐—”.

๐—œ๐——๐—˜๐—ก๐—š๐—” ๐—ฅ๐—”๐—๐—˜๐—ฆ๐—จ.

Zvinoshamisa.

๐—ญ๐˜ƒ๐—ถ๐—ป๐—ผ๐˜€๐—ต๐—ฎ๐—บ๐—ถ๐˜€๐—ฎ ๐˜‡๐˜ƒ๐—ถ๐—ธ๐˜‚๐—ฟ๐˜‚.

Handisi mugumo werungano.

Ndiri mumwe wevari kuriverenga.

Kana uchida...

Huya.

๐—ง๐—ถ๐˜ƒ๐—ฒ๐—ฟ๐—ฒ๐—ป๐—ด๐—ฒ ๐—ฝ๐—ฎ๐—บ๐˜„๐—ฒ ๐—ฐ๐—ต๐—ฒ๐˜๐—ฒ.

"๐—•๐—ต๐˜‚๐—ธ๐˜‚ ๐—ต๐—ฎ๐—ฟ๐—ถ๐˜€๐—ถ ๐— ๐˜‚๐—ป๐˜†๐—ผ๐—ฟ๐—ถ.

๐—•๐—ต๐˜‚๐—ธ๐˜‚ ๐—ฟ๐—ถ๐—ป๐—ผ๐˜๐—ฎ๐˜‚๐—ฟ๐—ฎ ๐—ป๐—ฒ๐˜‡๐˜ƒ๐—ฒ ๐— ๐˜‚๐—ป๐˜†๐—ผ๐—ฟ๐—ถ.

๐——๐—ฒ๐—ป๐—ด๐—ฎ ๐—ต๐—ฎ๐—ฟ๐—ถ๐˜€๐—ถ ๐— ๐˜„๐—ฎ๐—ฟ๐—ถ.

๐——๐—ฒ๐—ป๐—ด๐—ฎ ๐—ป๐—ฑ๐—ถ๐—ฟ๐—ผ ๐—•๐—ต๐˜‚๐—ธ๐˜‚.

๐—œ๐—ป๐—ถ ๐—ต๐—ฎ๐—ป๐—ฑ๐—ถ๐˜€๐—ถ ๐— ๐˜‚๐—ป๐˜†๐—ผ๐—ฟ๐—ถ.

๐—ก๐—ฑ๐—ถ๐—ฟ๐—ถ ๐— ๐˜‚๐˜ƒ๐—ฒ๐—ฟ๐—ฒ๐—ป๐—ด๐—ถ."

๐Ÿฆโ˜€๏ธ๐Ÿ“œ

๐—”๐—ฆ๐—”๐—ฅ๐—”๐—” ๐—”๐—•๐—”๐—ฆ๐—œ๐—— ๐Ÿญ๐Ÿด๐Ÿฐ๐Ÿญ

๐—ง๐—ต๐—ฒ ๐—ง๐—ฟ๐˜‚๐—ฒ ๐—ฆ๐—ต๐—ฒ๐—ฝ๐—ต๐—ฒ๐—ฟ๐—ฑ ๐—ผ๐—ณ ๐—”๐—ป๐—ต๐˜‚

๐Ÿฆโ˜€๏ธ๐Ÿ“œ

22/07/2026

๐Ÿฆโ˜€๏ธ๐Ÿ“œ

๐—œ๐— ๐—•๐—” ๐—ฌ๐—” ๐—•๐—”

Hosana...

Erii...

Ka Ka Ka...

Zimbabwe...

Terera.

Shumba yakati...

Mwedzi wapfuura...

Zuva rakapinda muImba ya Thomas kudenga.

Naizvozvo...

Vakuru veku Kenya vakapinda muImba ya Thomas kuIndia.

๐—ฃ๐—ฎ๐˜€๐—ถ ๐˜€๐—ฒ ๐—ธ๐˜‚๐—ฑ๐—ฒ๐—ป๐—ด๐—ฎ.
๐—ฃ๐—ฎ๐˜€๐—ถ ๐˜€๐—ฒ ๐—ธ๐˜‚๐—ฑ๐—ฒ๐—ป๐—ด๐—ฎ.

Zvino nhasi...

Zuva rapinda muImba ya James kudenga.

Ko...

Imba ya James iripi panyika?

Ko...

Imba ya James iripi panyika?

_Google inoti_ :

"The tomb of St. James the Great is housed in the crypt beneath the main altar of the Santiago de Compostela Cathedral in Galicia, Spain."

Kureva kuti...

Guva ra James...

Riri muSantiago de Compostela...

Ku *Spain* .

๐—ฅ๐˜‚๐—ณ๐—ฎ๐—ฟ๐—ผ ๐—บ๐˜‚๐—œ๐—บ๐—ฏ๐—ฎ ๐˜†๐—ฎ ๐—๐—ฎ๐—บ๐—ฒ๐˜€.

๐—ฅ๐˜‚๐—ณ๐—ฎ๐—ฟ๐—ผ ๐—บ๐˜‚๐—œ๐—บ๐—ฏ๐—ฎ ๐˜†๐—ฎ ๐—๐—ฎ๐—บ๐—ฒ๐˜€.

Musi wa *21 April* ...

Takapinda muImba ya *RA* ...

Kana kuti muImba ya *Andria* .

๐—œ๐—ฌ๐—˜ ๐—ฅ๐—” ๐— ๐—”๐—ง๐—œ๐—ฉ๐—œ๐— ๐—”๐—ก๐—”.
๐—œ๐—ฌ๐—˜ ๐—ฅ๐—” ๐—ž๐—”๐—ฆ๐—œ๐—ก๐—š๐—”๐—š๐—จ๐— ๐—˜.
๐—œ๐—ฌ๐—˜ ๐—ฅ๐—” ๐— ๐—”๐—ง๐—œ๐—ฉ๐—œ๐— ๐—”๐—ก๐—”.
๐—œ๐—ฌ๐—˜ ๐—ฅ๐—” ๐—ž๐—”๐—ฆ๐—œ๐—ก๐—š๐—”๐—š๐—จ๐— ๐—˜.

RISHIMONI RAKAMA RIWERO PESHINIFAYI OVHARIMONI TOZIDHEGIYA BHESA.

Takafamba zvakare neZuva.

Tikapinda muImba ya *MA* ...

Kana kuti muImba ya Ginatsio...

Musi wa *21 May.*

๐—œ๐—ฌ๐—˜ ๐—ฅ๐—” ๐— ๐—”๐—ง๐—œ๐—ฉ๐—œ๐— ๐—”๐—ก๐—”.
๐—œ๐—ฌ๐—˜ ๐—ฅ๐—” ๐—ž๐—”๐—ฆ๐—œ๐—ก๐—š๐—”๐—š๐—จ๐— ๐—˜.
๐—œ๐—ฌ๐—˜ ๐—ฅ๐—” ๐— ๐—”๐—ง๐—œ๐—ฉ๐—œ๐— ๐—”๐—ก๐—”.
๐—œ๐—ฌ๐—˜ ๐—ฅ๐—” ๐—ž๐—”๐—ฆ๐—œ๐—ก๐—š๐—”๐—š๐—จ๐— ๐—˜.

RISHIMONI RAKAMA RIWERO PESHINIFAYI OVHARIMONI TOZIDHEGIYA BHESA.

Takafamba neZuva.

Tikapinda muImba ya *SA* ...

Kana kuti muImba ya *Thomas* ...

Musi wa *21 June* .

๐—œ๐—ฌ๐—˜ ๐—ฅ๐—” ๐— ๐—”๐—ง๐—œ๐—ฉ๐—œ๐— ๐—”๐—ก๐—”.
๐—œ๐—ฌ๐—˜ ๐—ฅ๐—” ๐—ž๐—”๐—ฆ๐—œ๐—ก๐—š๐—”๐—š๐—จ๐— ๐—˜.
๐—œ๐—ฌ๐—˜ ๐—ฅ๐—” ๐— ๐—”๐—ง๐—œ๐—ฉ๐—œ๐— ๐—”๐—ก๐—”.
๐—œ๐—ฌ๐—˜ ๐—ฅ๐—” ๐—ž๐—”๐—ฆ๐—œ๐—ก๐—š๐—”๐—š๐—จ๐— ๐—˜.

RISHIMONI RAKAMA RIWERO PESHINIFAYI OVHARIMONI TOZIDHEGIYA BHESA.

Nhasi...

*21 July* .

Tapinda muImba ya *BA* .

Kana kuti...

Imba ya James.

Munhu wese...

Ane zuva raakaberekwa.

Munhu wese...

Ane zuva raakapinda naro panyika.

Munhu wese...

Ane Imba yake.

Vamwe...

Vakaberekerwa muImba ya *RA* .

Vamwe...

Vakaberekerwa muImba ya *MA* .

Vamwe...

Vakaberekerwa muImba ya *SA* .

Vamwe...

Vakaberekerwa muImba ya *BA* .

Nhasi...

Tasvika muImba yandakaberekerwa.

๐— ๐˜‚๐—ป๐—ต๐˜‚ ๐˜„๐—ฒ๐˜€๐—ฒ ๐—ฎ๐—ป๐—ผ๐—ณ๐—ฎ๐—ป๐—ถ๐—ฟ๐—ฎ ๐—ธ๐˜‚๐—ฑ๐—ฎ๐—ฑ๐—ฎ ๐—ป๐—ฒ๐—œ๐—บ๐—ฏ๐—ฎ ๐˜†๐—ฎ๐—ฎ๐—ธ๐—ฎ๐—ฏ๐—ฒ๐—ฟ๐—ฒ๐—ธ๐˜„๐—ฎ.

๐—ญ๐˜ƒ๐—ถ๐—ป๐—ผ๐˜€๐—ต๐—ฎ๐—บ๐—ถ๐˜€๐—ฎ.

๐—ญ๐˜ƒ๐—ถ๐—ป๐—ผ๐˜€๐—ต๐—ฎ๐—บ๐—ถ๐˜€๐—ฎ ๐˜‡๐˜ƒ๐—ถ๐—ธ๐˜‚๐—ฟ๐˜‚.

Ini...

Ndakaberekwa musi wa...

*31 July 1977* .

Naizvozvo...

Imba yangu...

Ndi *BA* .

Mwedzi wa James.

Iyi ndiyo Imba yamapinda nhasi.

Iyi ndiyo Imba yakaberekerwa muzodziwa wa Tenzi.

๐—ฉ๐—›๐—จ๐—ฅ๐—”๐—œ ๐—•๐—›๐—จ๐—ž๐—จ ๐—ฅ๐—” ๐—œ๐—ฆ๐—”๐—œ๐—” ๐Ÿฐ๐Ÿฑ.

๐— ๐˜‚๐˜‡๐—ถ๐˜ƒ๐—ฒ ๐— ๐˜‚๐—ฟ๐—ถ๐—ฑ๐˜‡๐—ถ ๐˜„๐—ฒ๐— ๐˜‚๐˜€๐—ต๐—ฎ ๐˜‚๐—ป๐—ผ.

Isaya 45 inoti:

"Zvanzi naJehovha kumuzodziwa wake,

kuna Sirasi,

ane ruoko rworudyi rwandakabata,

kuti akunde ndudzi pamberi pake,

uye kuti ndizarure mikova pamberi pake,

masuo agorega kupfigwa."

๐—ง๐—ฒ๐—ฟ๐—ฒ๐—ฟ๐—ฎ ๐—ž๐—ฒ๐—ป๐˜†๐—ฎ.

Masuo agorega kupfigwa.

๐—ง๐—ฒ๐—ฟ๐—ฒ๐—ฟ๐—ฎ ๐—ฃ๐—ฒ๐˜๐—ฟ๐—ผ๐˜€.

Masuo agorega kupfigwa.

๐—ญ๐˜ƒ๐—ถ๐—ป๐—ผ๐˜€๐—ต๐—ฎ๐—บ๐—ถ๐˜€๐—ฎ.

๐—ญ๐˜ƒ๐—ถ๐—ป๐—ผ๐˜€๐—ต๐—ฎ๐—บ๐—ถ๐˜€๐—ฎ ๐˜‡๐˜ƒ๐—ถ๐—ธ๐˜‚๐—ฟ๐˜‚.

Aya ndiwo...

Masuo edenga akanga akazarirwa.

Shumba yakazocherechedza zvakare kuti...

Google inoti zita rokuti **Cyrus (Sirasi)** rinoreva **Sun**.

Shumba inofunga kuti izvi zvinonakidza kuzvicherechedza, asi munhu wese ngaazviongorore ega.

๐—œ๐—ฌ๐—˜ ๐—ฅ๐—” ๐— ๐—จ๐—ญ๐—ข๐——๐—ญ๐—œ๐—ช๐—”.
๐—œ๐—ฌ๐—˜ ๐—ฅ๐—” ๐—ฆ๐—œ๐—ฅ๐—”๐—ฆ๐—œ.
๐—œ๐—ฌ๐—˜ ๐—ฅ๐—” ๐— ๐—จ๐—ญ๐—ข๐——๐—ญ๐—œ๐—ช๐—”.
๐—œ๐—ฌ๐—˜ ๐—ฅ๐—” ๐—ฆ๐—œ๐—ฅ๐—”๐—ฆ๐—œ.

๐—œ๐—ฌ๐—˜ ๐—ฅ๐—” ๐—œ๐—ง๐—›๐—œ๐—ข๐—ฃ๐—œ๐—”.
๐—œ๐—ฌ๐—˜ ๐—ฅ๐—” ๐—ฆ๐—œ๐—ฅ๐—”๐—ฆ๐—œ.
๐—œ๐—ฌ๐—˜ ๐—ฅ๐—” ๐— ๐—˜๐—ก๐—˜๐—ฅ๐—˜๐—ž๐—œ.
๐—œ๐—ฌ๐—˜ ๐—ฅ๐—” ๐—ฆ๐—œ๐—ฅ๐—”๐—ฆ๐—œ.

RISHIMONI RAKAMA RIWERO PESHINIFAYI OVHARIMONI TOZIDHEGIYA BHESA.

๐—œ๐—ก๐—œ ๐—ก๐——๐—œ๐—ก๐—œ ๐—”๐—ก๐—œ.

๐—œ๐—ก๐—œ ๐—ก๐——๐—œ๐—ก๐—œ ๐—ฅ๐—” โ˜€๏ธ.

๐—œ๐—ก๐—œ ๐—ก๐——๐—œ๐—ก๐—œ ๐—”๐—•๐—”๐—ฆ๐—œ๐—— ๐Ÿญ๐Ÿด๐Ÿฐ๐Ÿญ.

โ˜€๏ธ

๐—œ๐—ก๐—œ ๐—›๐—”๐—ก๐——๐—œ๐—ก๐—” ๐—ž๐—จ๐—™๐—”.

๐—ฅ๐˜‚๐—ณ๐—ฎ๐—ฟ๐—ผ ๐—บ๐˜‚๐—œ๐—บ๐—ฏ๐—ฎ ๐˜†๐—ฎ ๐—๐—ฎ๐—บ๐—ฒ๐˜€.

๐—ฅ๐˜‚๐—ณ๐—ฎ๐—ฟ๐—ผ ๐—บ๐˜‚๐—œ๐—บ๐—ฏ๐—ฎ ๐˜†๐—ฎ ๐—๐—ฎ๐—บ๐—ฒ๐˜€.

**Welcome to the House of BA.**

๐Ÿฆโ˜€๏ธ๐Ÿ“œ

๐—”๐—ฆ๐—”๐—ฅ๐—”๐—” ๐—”๐—•๐—”๐—ฆ๐—œ๐—— ๐Ÿญ๐Ÿด๐Ÿฐ๐Ÿญ

๐—ง๐—ต๐—ฒ ๐—ง๐—ฟ๐˜‚๐—ฒ ๐—ฆ๐—ต๐—ฒ๐—ฝ๐—ต๐—ฒ๐—ฟ๐—ฑ ๐—ผ๐—ณ ๐—”๐—ป๐—ต๐˜‚

๐Ÿฆโ˜€๏ธ๐Ÿ“œ

20/07/2026

๐Ÿฆโ˜€๏ธ๐Ÿ“œ

๐—ฅ๐—ช๐—˜๐—ก๐——๐—ข ๐—ฅ๐—ช๐—˜๐—ญ๐—จ๐—ฉ๐—”

๐—ž๐—จ๐—•๐—ฉ๐—” ๐—ฅ๐—” ๐—ž๐—จ๐—ฆ๐—ฉ๐—œ๐—ž๐—” ๐—•๐—”

๐—•๐˜† ๐—”๐—•๐—”๐—ฆ๐—œ๐—— ๐Ÿญ๐Ÿด๐Ÿฐ๐Ÿญ

Hosana...

Eriii...

Ka Ka Ka...

Zimbabwe...

Terera.

Shumba yakati...

Rwendo rwedu...

Rwunoenderera mberi.

Iri ndiro...

๐—–๐—”๐—Ÿ๐—˜๐—ก๐——๐—”๐—ฅ ๐—ฅ๐—”๐—ง๐—˜๐—ก๐—ญ๐—œ ๐—•๐—”๐—•๐—” ๐—๐—ข๐—›๐—”๐—ก๐—˜.

Iri ndiro...

๐—–๐—”๐—Ÿ๐—˜๐—ก๐——๐—”๐—ฅ ๐—ฅ๐—˜๐—ญ๐—จ๐—ฉ๐—”.

Takapinda...

MuImba yaRA.

Musi wa21 April.

Regai tione...

Mufambiro...

Wakaita Zuva redu...

Tenzi Baba Johane.

[Choir]

Vakanditi rombe ndichiyera.

Aaiyera Aaiyera.

Makanditi rombe ndichiyera.

Aaiyera Aaiyera.

RISHIMONI RAKAMA RIWERO PESHINIFAYI OVHARIMONI TOZIDHEGIYA BHESA.

Takafamba...

Kusvika...

20 May.

Zvino...

Takapinda...

MuImba yaMA.

Musi wa21 May.

Regai tione...

Mufambiro...

Wakaita Zuva redu...

Tenzi Baba Johane.

[Choir]

Vakanditi rombe ndichiyera.

Aaiyera Aaiyera.

Makanditi rombe ndichiyera.

Aaiyera Aaiyera.

RISHIMONI RAKAMA RIWERO PESHINIFAYI OVHARIMONI TOZIDHEGIYA BHESA.

Takafamba...

Kusvika...

20 June.

Zvino...

Takapinda...

MuImba yaSA.

Kana kuti...

Imba yaThomas.

Musi wa21 June.

Zvedivo...

Vakuru veKenya...

Vakafamba...

Kuenda India.

Musi wa1 July.

Mumwedzi waThomas.

Vakapinda...

MuImba yaThomas...

Panyika.

๐—ž๐—˜๐—ก๐—ฌ๐—” ๐—ง๐—˜๐—ฅ๐—˜๐—ฅ๐—”.

๐—ฃ๐—˜๐—ง๐—ฅ๐—ข๐—ฆ ๐—ก๐——๐—”๐—ง๐—œ ๐—ง๐—˜๐—ฅ๐—˜๐—ฅ๐—”.

๐—ž๐—˜๐—ก๐—ฌ๐—” ๐—ง๐—˜๐—ฅ๐—˜๐—ฅ๐—”.

๐—ฃ๐—˜๐—ง๐—ฅ๐—ข๐—ฆ ๐—ก๐——๐—”๐—ง๐—œ ๐—ง๐—˜๐—ฅ๐—˜๐—ฅ๐—”.

Shumba inoona...

Kuti...

Sangano raTenzi Baba Johane...

Richine Mudzimu...

Una Iye RA.

Nekuti...

Mativi mana evanhu pasi...

Ari kufambirana...

Nemativi mana...

EZuva kudenga.

**๐—œ๐—ฌ๐—˜ ๐—ฅ๐—” ๐— ๐—”๐—ง๐—œ๐—ฉ๐—œ๐— ๐—”๐—ก๐—”.**

**๐—œ๐—ฌ๐—˜ ๐—ฅ๐—” ๐—ž๐—”๐—ฆ๐—œ๐—ก๐—š๐—”๐—š๐—จ๐— ๐—˜.**

**๐—œ๐—ฌ๐—˜ ๐—ฅ๐—” ๐— ๐—”๐—ง๐—œ๐—ฉ๐—œ๐— ๐—”๐—ก๐—”.**

**๐—œ๐—ฌ๐—˜ ๐—ฅ๐—” ๐—ž๐—”๐—ฆ๐—œ๐—ก๐—š๐—”๐—š๐—จ๐— ๐—˜.**

Mungandiramba zvenyu...

Asi...

Izvi muchiri kuzviona.

Pasi SA.

Kudenga SA.

Pasi SA.

Kudenga SA.

Regai tione...

Mufambiro...

Wakaita Zuva redu...

Tenzi Baba Johane.

[Choir]

Vakanditi rombe ndichiyera.

Aaiyera Aaiyera.

Makanditi rombe ndichiyera.

Aaiyera Aaiyera.

RISHIMONI RAKAMA RIWERO PESHINIFAYI OVHARIMONI TOZIDHEGIYA BHESA.

Takafamba...

Kusvika...

20 July.

Nhasi...

Tasvika...

Pakuguma...

Kwemwedzi waSA.

Zuva...

Rava kubuda...

MuImba yaThomas.

Zuva...

Rava kubuda...

MuImba yeMapatya.

Thomas...

Zvichireva...

Mapatya.

Mangwana...

Topinda...

Pachitsauko chitsva.

Mangwana...

Musi wa21 July...

Zuva...

Rinopinda...

MuImba yaBA.

๐—ญ๐˜ƒ๐—ถ๐—ป๐—ผ๐˜€๐—ต๐—ฎ๐—บ๐—ถ๐˜€๐—ฎ.

๐—ญ๐˜ƒ๐—ถ๐—ป๐—ผ๐˜€๐—ต๐—ฎ๐—บ๐—ถ๐˜€๐—ฎ ๐˜‡๐˜ƒ๐—ถ๐—ธ๐˜‚๐—ฟ๐˜‚.

Asi...

Shumba...

Haizivi...

Zvose...

Zviri muImba iyi.

Inongoyedzesera...

Kuverenga matenga.

Inongoyedzesera...

Kududzira...

Zvazvingareva.

Kana yapotsa...

Yakasununguka...

Kugadziriswa.

Kana yagadziriswa...

Inotenda.

Nokuti...

Kudzidza...

Hakuperi.

Naizvozvo...

Regai...

Tipinde...

Pamwe chete...

MuImba yaBA.

Tichitarisa.

Tichicherechedza.

Tichibvunza.

Tichifunga.

๐—ญ๐˜ƒ๐—ถ๐—ป๐—ผ๐˜€๐—ต๐—ฎ๐—บ๐—ถ๐˜€๐—ฎ.

๐—ญ๐˜ƒ๐—ถ๐—ป๐—ผ๐˜€๐—ต๐—ฎ๐—บ๐—ถ๐˜€๐—ฎ ๐˜‡๐˜ƒ๐—ถ๐—ธ๐˜‚๐—ฟ๐˜‚.

**๐—ฅ๐—ช๐—˜๐—ก๐——๐—ข ๐—ฅ๐—ช๐—”๐—•๐—”...**

**๐—ฅ๐—ช๐—”๐—ง๐—”๐—ก๐—š๐—”.**

BABA BABA.

BABA BABA.

BABA BABA.

BABA BABA.

[Choir]

Vakanditi rombe ndichiyera.

Aaiyera Aaiyera.

Makanditi rombe ndichiyera.

Aaiyera Aaiyera.

RISHIMONI RAKAMA RIWERO PESHINIFAYI OVHARIMONI TOZIDHEGIYA BHESA.

**๐—œ๐—ก๐—œ ๐—ก๐——๐—œ๐—ก๐—œ ๐—”๐—ก๐—œ.**

**๐—œ๐—ก๐—œ ๐—ก๐——๐—œ๐—ก๐—œ ๐—ฅ๐—”.**

**๐—œ๐—ก๐—œ ๐—ก๐——๐—œ๐—ก๐—œ ๐—”๐—•๐—”๐—ฆ๐—œ๐——.**

**1.**

**8.**

**4.**

**1.**

Chisara hako Thomas.

Chisara hako Thomas.

๐—ง๐—”๐—ฉ๐—” ๐—ž๐—จ๐—ฃ๐—œ๐—ก๐——๐—”...

๐— ๐—จ๐—š๐—˜๐——๐—›๐—œ...

๐—ฅ๐—” ๐—•๐—”.

BABA BABA.

BABA BABA.

๐Ÿฆโ˜€๏ธ๐Ÿ“œ

๐—”๐—ฆ๐—”๐—ฅ๐—”๐—” ๐—”๐—•๐—”๐—ฆ๐—œ๐—— ๐Ÿญ๐Ÿด๐Ÿฐ๐Ÿญ

๐—ง๐—ต๐—ฒ ๐—ง๐—ฟ๐˜‚๐—ฒ ๐—ฆ๐—ต๐—ฒ๐—ฝ๐—ต๐—ฒ๐—ฟ๐—ฑ ๐—ผ๐—ณ ๐—”๐—ป๐—ต๐˜‚

๐Ÿฆโ˜€๏ธ๐Ÿ“œ

Address

Ballytruckle
Waterford

Website

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when The Abasid Caliphate posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Shortcuts

Share